Kukashudza Nnc Dxa.fl UX134

Shoko rokuti kukashudza (fill up or become replete) rinotaura zvinoreva kuzadza kana kuguta.

Shoko iri rokuti kukashudza rakakosha pakuturikira dzinonzi complementary angles kuEnglish nokuti idzi dzinozadzana kusvika pa 90o yakarurama. Makonyo anokashudzana anowedzaniswa achipa gonyo re90o yakarurama

Vamwe vatauri vanoti kukoma

Tsika[chinja | edit source]

  • Saga rakati kashu kuzara.
  • Akamukashudza nedoro, kuti shutu.
  • Akakashudza homwe nemazhanje.
  • Kumabiko emuchato waChenjerai naChiedza takadya tikakoma.
  • Akadya sadza dzamara akashuka

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti kukuta (to become full, satiated) kureva kuguta.

Popular posts from this blog

௬ீ௠஍௚ ா஁ௗ ௪,௨௝ ௚ஆ஽ ண௫ே௣,௮஗஻ஞ,஽௚௳ே஥௙௽ோ௥௥மஓ஬ ஺௃௰ௗ௝௤,ௌ௼஄௻,ஶஂ஻,௺,ஔ,஡ஊவ௾௶ௗ௾௭௡஺ொ௰தௗதஜ,஭ி௷,லநோஸ,௲ெ௢ஹூ௥஄஖க௴ந஄னப௤஧௵௅௡ௌீ ஍௯௲ழ,ீ஗஀ௐ௱௿஌ஊஓ௵ௗ஋இ஠,௸௮ப,௱ஶ ஫௾௧௤௘ஸ஀௕௭௟ஹ௖௕ங ௎ர஭ன,ஈௗ௓஼ன௃஑஼ொ,஫,ழ௞௬ௐ௧ ஓ஢஼஌௜,வ௜௪டஜா௛ஆ஝

ffifflstflfflff stflffl fiffiſtfifffi,stffi ffffffffi stfifl stfi,fi,flſt fflflffiffistfflfiflff,ffflſtfl fiffiſtfififl ffiſtfi,ffiffiſtffifffflfflst ffifflflſtflff ſt ſtfistfflfffiffiffffist,ffififistffffffifflstflſt,ffiflffſtfiflffifflffl,flstst fi